Chinjirudza zvikochekero

Tarisai Ngano dzaVhenekeratsvimborume

Chindeya Vhenekeratsvimborume

Vhenekeratsvimborume [1] (chikwangwani: ♃; pachidi rinoreva kuti "chinovhenekesa zhira yetsvimborume" ku Chingezi: Jupiter) Tsvimborume kana Vheneko (kutapudza Vhenekeratsvimborume) ndicho chindeya chechishanu kubva kuzuva, uye chakakurisa kudarika zvimwe zvindeya zviri mu mutandiro we mushana. Vhene chindeya chegasi, uye ndicho chichadenga chakavheneka kwazvo chiri mudenga pamwe nezvichadenga zviviri Mwedzi na Hweva.

Mamwe mapeji ekutarisa

Mabviro eruzivo

  1. Vashona 'Vhenekeratsvimborume' Yakatariswa: Chikumi 2021